Yeukai ChiShona Ongororo Neyemuro A Level bhuku reongororo nekudzokorora reChiShona rakagadzirwa neEdulight Book Publishing kuti ribatsire kudzidza nekudzidzisa zvinoenderana neHeritage-Based Curriculum.
Vanyori: WATADZA MX, TAYIMO E, MACHINGURA V, MAKONI D, SIHLAHLA D, BVUTE S
Chikamu: A Level
Rudzi rwebhuku: Revision Guide
- Rinobatsira vadzidzi kunzwisisa zvidzidzo zveChiShona nenzira iri nyore.
- Rinosanganisira zvikamu zvinotsigira mutauro, nzwisiso, pfupiso, nhaka, rondedzero uye kugadzirira bvunzo.
- Rinotsigira mudzidzisi mukuronga nekudzidzisa zviri muchikoro.
Mutengo wakaratidzwa unosanganisira VAT. Kana muri chikoro, bookshop kana muchida kutenga akawanda, kumbirai quotation kubva kuEdulight.


