Yeukai ChiShona O Level Revision Guide bhuku reongororo nekudzokorora reChiShona rakagadzirwa neEdulight Book Publishing kuti ribatsire kudzidza nekudzidzisa zvinoenderana neHeritage-Based Curriculum.
Vanyori: CHIPATO V, TAGUTA
Chikamu: O Level
Rudzi rwebhuku: Revision Guide
- Rinobatsira vadzidzi kunzwisisa zvidzidzo zveChiShona nenzira iri nyore.
- Rinosanganisira zvikamu zvinotsigira mutauro, nzwisiso, pfupiso, nhaka, rondedzero uye kugadzirira bvunzo.
- Rinotsigira mudzidzisi mukuronga nekudzidzisa zviri muchikoro.
Mutengo wakaratidzwa unosanganisira VAT. Kana muri chikoro, bookshop kana muchida kutenga akawanda, kumbirai quotation kubva kuEdulight.


